Jeremia 48:34 BDMCS

34 “Inzwi rokuchema kwavo rinokwira richibva kuHeshibhoni kusvikira kuErieri neJahazi, kubva kuZoari kusvikira kuHoronaimi neEgirati Sherishiya, nokuti kunyange nemvura dzeNimirimi dzapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 48

Maonero Jeremia 48:34 akapoteredza