Jeremia 48:44 BDMCS

44 “Ani naani achatiza njodzi iyi achawira mugomba, ani naani achakwira achibuda mugomba, achabatwa mumusungo; nokuti ndichauyisa pamusoro peMoabhu gore rokurangwa kwake,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 48

Maonero Jeremia 48:44 akapoteredza