Jeremia 48:8 BDMCS

8 Muparadzi acharwa namaguta ose ose, uye hapana guta richapukunyuka. Mupata uchaparadzwa, uye mutunhu wakakwirira uchaparadzwa nokuti Jehovha azvitaura.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 48

Maonero Jeremia 48:8 akapoteredza