Jeremia 49:12 BDMCS

12 Zvanzi naJehovha, “Kana avo vakanga vasingafaniri kunwa pamukombe vakodzera kuunwa, iwe ucharegereiko kurangwa? Haungaregi kurangwa, asi unofanira kunwa pamukombe wacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:12 akapoteredza