Jeremia 49:21 BDMCS

21 Nyika ichadedera nokuda kwomubvumo wokuwa kwavo; kuchema kwavo kuchanzwikawo kusvikira kuGungwa Dzvuku.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:21 akapoteredza