Jeremia 49:3 BDMCS

3 Ungudza, iwe Heshibhoni, nokuti Ai raparadzwa! Ridzai mhere, imi vanogara muRabha! pfekai masaga mucheme, mhanyai pano nekoko pakati porusvingo, nokuti Moreki achaenda muutapwa, pamwe chete navaprista vake namachinda ake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:3 akapoteredza