Jeremia 49:5 BDMCS

5 Ndichauyisa kutya pamusoro pako kunobva kuna avo vakakupoteredza,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Mumwe nomumwe wenyu achadzingirwa kure, uye hakuna achaunganidza vatizi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:5 akapoteredza