7 Pamusoro peEdhomu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Ko, muTemani hamuchina uchenjeri here? Mano atsakatika here kuna vakangwara? Ko, uchenjeri hwavo hwaora here?
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49
Maonero Jeremia 49:7 akapoteredza