Jeremia 5:14 BDMCS

14 Naizvozvo zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose: “Nokuti vanhu vakataura mashoko aya, ndichaita kuti mashoko angu ave moto mumuromo mako, uye vanhu ava kuti vave huni dzinopiswa nawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 5

Maonero Jeremia 5:14 akapoteredza