Jeremia 5:23 BDMCS

23 Asi vanhu ava vane mwoyo yakasindimara uye inondimukira; vakatsauka vakaenda kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 5

Maonero Jeremia 5:23 akapoteredza