Jeremia 50:20 BDMCS

20 Mumazuva iwayo, panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “mhaka yaIsraeri ichatsvakwa, asi pachange pasina mhosva, uye zvivi zveJudha zvichatsvakwa, asi hapana chichawanikwa, nokuti ndichakanganwira vakasara vandakasiya.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 50

Maonero Jeremia 50:20 akapoteredza