Jeremia 51:27 BDMCS

27 “Simudzai mureza munyika! Ridzai hwamanda pakati pendudzi! Gadzirirai ndudzi kuti dzizorwa naye; kokai ushe uhu kuzorwa naye: Ararati, Mini neAshikenazi. Gadzai mukuru wehondo arwe naye; tumirai mabhiza akaita sechimokoto chemhashu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:27 akapoteredza