Jeremia 51:29 BDMCS

29 Nyika inodedera uye yomonyoroka, nokuti zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi hazvingatongokoni, zvokuparadza nyika yeBhabhironi kuti pasava nomunhu achagaramo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:29 akapoteredza