Jeremia 51:44 BDMCS

44 Ndicharanga Bheri muBhabhironi ndigomuita kuti asvipe zvaakanga amedza. Ndudzi hadzichazomhanyiri kwaari. Uye rusvingo rweBhabhironi ruchawa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:44 akapoteredza