5 Nokuti Israeri neJudha havana kuraswa naMwari wavo, iye Jehovha Wamasimba Ose, kunyange nyika yavo yakazara nemhaka pamberi poMutsvene waIsraeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51
Maonero Jeremia 51:5 akapoteredza