Jeremia 51:55 BDMCS

55 Jehovha achaparadza Bhabhironi; achanyaradza ruzha rwokunyongana kwaro. Mafungu avavengi achaomba semvura zhinji; kutinhira kwamanzwi avo kuchanzwika.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:55 akapoteredza