Jeremia 52:1 BDMCS

1 Zedhekia akanga ana makore makumi maviri nerimwe paakatanga kuva mambo, uye akatonga muJerusarema kwemakore gumi nerimwe. Zita ramai vake rainzi Hamutari mwanasikana waJeremia; aibva kuRibhuna.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:1 akapoteredza