Jeremia 52:10 BDMCS

10 Mambo weBhabhironi akauraya vanakomana vaZedhekia paRibhira ipapo, iye achizviona; akaurayirwa machinda ose eJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:10 akapoteredza