17 VaBhabhironi vakaputsa mbiru dzendarira, nezvingoro zvinofamba neGungwa rendarira zvakanga zviri mutemberi yaJehovha vakatakura ndarira yose vakaenda nayo kuBhabhironi.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52
Maonero Jeremia 52:17 akapoteredza