Jeremia 52:19 BDMCS

19 Mukuru wavarindi vamambo akatakurawo mbiya, nezvaenga, nemikombe nehari, nezvigadziko zvemwenje, namadhishi nemikombe yaishandiswa pazvipiriso zvokunwa, zvose zvakanga zvakagadzirwa negoridhe yakanatswa kana sirivha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:19 akapoteredza