Jeremia 52:27 BDMCS

27 Ipapo paRibhira, munyika yeHamati, mambo akaita kuti vaurayiwe. Saka vaJudha vakaenda kuutapwa, kure nenyika yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:27 akapoteredza