Jeremia 52:33 BDMCS

33 Saka Jehoyakini akabvisa nguo dzake dzousungwa akadya patafura yamambo nguva nenguva, mazuva ose oupenyu hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 52

Maonero Jeremia 52:33 akapoteredza