Jeremia 6:10 BDMCS

10 Ndingataura naaniko andingayambira? Ndianiko achandinzwa? Nzeve dzavo dzakadzivirwa kuti varege kunzwa. Shoko raJehovha chigumbuso kwavari; havawani mufaro mariri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6

Maonero Jeremia 6:10 akapoteredza