20 Ndine hanya yeiko nezvinonhuwira zvinobva kuShebha, kana karamisi inotapira inobva kunyika iri kure? Zvipiriso zvenyu zvinopiswa handizvidi; zvibayiro zvenyu hazvindifadzi.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6
Maonero Jeremia 6:20 akapoteredza