26 Haiwa, vanhu vangu, pfekai masaga mugoumburuka mumadota; chemai nokuchema kukuru kwazvo kunge munochemera mwanakomana mumwe chete, nokuti muparadzi achatiwira pakarepo.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6
Maonero Jeremia 6:26 akapoteredza