10 ndokuzouya zvino momira pamberi pangu muimba ino, iyo ine Zita rangu, muchiti, “Takasungunurwa,” makasunungurwa kuti muite izvi zvose zvinonyangadza here?
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7
Maonero Jeremia 7:10 akapoteredza