Jeremia 7:12 BDMCS

12 “ ‘Chiendai zvino kunzvimbo iri muShiro pandakagarisa Zita rangu pakutanga mugoona zvandakuitirai nokuda kwezvakaipa zvavanhu vangu Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7

Maonero Jeremia 7:12 akapoteredza