29 Veurai bvudzi renyu mugorirasira kure; chemai muri pazvikomo zvisina miti, nokuti Jehovha akaramba uye akasiya rudzi urwu rwaakatsamwira.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7
Maonero Jeremia 7:29 akapoteredza