Jeremia 9:10 BDMCS

10 Ndichachema nokuungudza nokuda kwamakomo, uye ndichachema pamusoro pamafuro egwenga. Aparara uye hakuna anofambako, uye kukuma kwemombe hakunzwiki. Shiri dzedenga dzatiza, uye mhuka dzaenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 9

Maonero Jeremia 9:10 akapoteredza