Jeremia 9:19 BDMCS

19 Maungira okuchema anonzwika kubva Zioni achiti: ‘Haiwa taparadzwa sei! Haiwa kunyadziswa kwedu kukuru sei! Tinofanira kusiya nyika yedu nokuti dzimba dzedu ava matongo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 9

Maonero Jeremia 9:19 akapoteredza