16 Achiri kutaura kudaro, imwe nhume yakasvika ikati, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa makwai navaranda, uye ini ndoga ndini ndapunyuka kuti ndizokuzivisai!”
Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 1
Maonero Jobho 1:16 akapoteredza