7 Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwira nokudzika mairi.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 1
Maonero Jobho 1:7 akapoteredza