Jobho 10:15 BDMCS

15 Kana ndine mhosva, ndine nhamo! Kunyange dai ndisina mhosva, handingasimudzi musoro wangu, nokuti ndizere nenyadzi uye ndakanyura mukutambudzika kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 10

Maonero Jobho 10:15 akapoteredza