Jobho 12:12 BDMCS

12 Ko, uchenjeri hahuwanikwi pakati pavatana here? Ko, kuwanda kwoupenyu hakuuyisi kunzwisisa here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 12

Maonero Jobho 12:12 akapoteredza