Jobho 14:13 BDMCS

13 “Haiwa, dai mandiviga henyu muguva chete, uye mandiviga kusvikira kutsamwa kwenyu kwapfuura! Dai chete manditarira nguva, uye ipapo mugondirangarira!

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 14

Maonero Jobho 14:13 akapoteredza