2 “Ko, munhu akangwara angapindura zvisina njere here, kana kuzadza dumbu rake nemhepo inopisa yokumabvazuva?
Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 15
Maonero Jobho 15:2 akapoteredza