Jobho 18:4 BDMCS

4 Iyemi munozvibvamburanya mukutsamwa kwenyu, ko, nyika ingasiyiwa nokuda kwenyu here? Kana matombo angafanira kubviswa panzvimbo yawo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 18

Maonero Jobho 18:4 akapoteredza