Jobho 2:10 BDMCS

10 Iye akapindura akati, “Iwe unotaura somukadzi benzi. Ko, tichagamuchira zvakanaka kubva kuna Mwari, tikashayiwa zvakaipa here?” Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza pane zvaakataura.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 2

Maonero Jobho 2:10 akapoteredza