Jobho 2:13 BDMCS

13 Ipapo vakagara pasi naye kwamazuva manomwe nousiku hunomwe. Hakuna munhu akagona kutaura kana shoko kwaari, nokuti vakaona kukura kwokutambudzika kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 2

Maonero Jobho 2:13 akapoteredza