2 Zvino Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwira nokudzika mairi.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 2
Maonero Jobho 2:2 akapoteredza