25 Ndakavasarudzira nzira ini ndokugara saishe wavo; ndakagara samambo pakati pamauto ake; ndakanga ndakaita somunhu anonyaradza vanochema.
Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 29
Maonero Jobho 29:25 akapoteredza