Jobho 31:32 BDMCS

32 Hapana mutorwa akavata usiku hwose munzira dzomumusha, nokuti musuo wangu wakaramba wakazarurirwa vashanyi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 31

Maonero Jobho 31:32 akapoteredza