Jobho 42:15 BDMCS

15 Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka kupinda vanasikana vaJobho, uye baba vavo vakavapa nhaka pamwe chete nehanzvadzi dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 42

Maonero Jobho 42:15 akapoteredza