Jobho 42:7 BDMCS

7 Jehovha akati areva zvinhu izvi kuna Jobho, akati kuna Erifazi muTemani, “Ndakakutsamwira iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu, sezvakaitwa nomuranda wangu Jobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 42

Maonero Jobho 42:7 akapoteredza