Jobho 9:28 BDMCS

28 ndinongotya kutambura kwangu, nokuti ndinoziva kuti imi hamuregi kundipa mhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 9

Maonero Jobho 9:28 akapoteredza