16 Unganidzai vanhu, munatse ungano iyi, unganidzai pamwe chete vakuru, unganidzai vana, kunyange navachiri kuyamwa. Vachangowanana, murume ngaabude muimba nomwenga muimba yake.
Verenga chitsauko zvakakwana Joere 2
Maonero Joere 2:16 akapoteredza