Joere 3:13 BDMCS

13 Shandisai majeko enyu pakucheka, nokuti gohwo raibva. Uyai musvine mazambiringa netsoka dzenyu, nokuti chisviniro chazara, uye zvirongo zvopfachukira, uku ndiko, kukura kwakaita uipi hwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joere 3

Maonero Joere 3:13 akapoteredza