5 Vanhu veNinevhe vakatenda kuna Mwari. Vakatara nguva yokutsanya, uye vose zvavo, kubva kumukuru mukuru kusvikira kumuduku duku vakapfeka masaga.
Verenga chitsauko zvakakwana Jona 3
Maonero Jona 3:5 akapoteredza