Jona 4:10 BDMCS

10 Asi Jehovha akati, “Iwe wanga une hanya nomuzambiringa uyu, kunyange zvazvo usina kuuchengeta kana kuukudza. Wakabuda nousiku humwe uye ukaparara nousiku humwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 4

Maonero Jona 4:10 akapoteredza