14 Hakuna kumboita zuva rakaita seiri nguva yakapfuura kana yakatevera, pazuva iri Jehovha akateerera munhu. Zvirokwazvo Jehovha akanga achirwira Israeri!
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10
Maonero Joshua 10:14 akapoteredza